Advertise Here

Winky D (Gaffer)

WINKY D ft SHINSOMAN - SURVIVOR (LYRICS)

Vakati hona taka leza pakona/
Vanoti hatina zvatinogona/

Kuma ghetto youth mikana ishoma/
Hakuna ghetto youth risina zvarino gona/
Saka shinso ndopa mhiko/
Kusapporta ghettoasi hakuna iriko/
Takumiririra vanhu kunge Steve Biko/


Ukaona Bigman ukaona Shinso/
Pane hobho vanenge isusu vane zvipo/

Maghetto youth gozha/
Vanomhanya mic, anotamba bhora/
But hapana zviripo/


Ndati ndizame chioconductor porisi ririkurova nemboma apa/
Ndironge musika panacharter demon rekanzuru rabva rabata/

Shinsoman the dancehall father ndabatwa/
Biggy mucentral police ndavata/
Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor/
Ende futi tine nharo tonenge macgyver isu tinege mcgyver/
Saka shonsoman neni biggy man/


SAKA BIGMAN NENI SHINSOMAN

Mukadzi nemwana vakamirira kumba/
Baba vachadzoka kubasa/

Ini ndakandwa ndakandwa mukabiasi/
Tariro handife ndakarasa/
Ndichangoramba ndichishingirira/
I one day tichabudirira/
Chirega kuchema kambani yekuti musodzi/
Haifiyaka chovha ndima/
Handingaburitse zino ivo baba Devonte/
Vachikohwa pandakarima/


Ndati ndizame chioconductor porisi ririkurova nemboma apa/
Ndironge musika panacharter demon rekanzuru rabva rabata/

Shinsoman the dancehall father ndabatwa/
Biggy mucentral police ndavata/
Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor/
Ende futi tine nharo tonenge macgyver isu tinege mcgyver/
Saka shonsoman neni biggy man/


Shinsoman
SAKA BIGMAN NENI SHINSOMAN


Vakati hona taka leza pakona/
Vanoti hatina zvatinogona/

Kuma ghetto youth mikana ishoma/
Hakuna ghetto youth risina zvarino gona/
Saka shinso ndopa mhiko/
Kusapporta ghettoasi hakuna iriko/
Takumiririra vanhu kunge Steve Biko’/


Ukaona Bigman ukaona Shinso/
Pane hobho vanenge isusu vane zvipo/

Maghetto youth gozha/
Vanomhanya mic, anotamba bhora/
But hapana zviripo/


Ndati ndizame chioconductor porisi ririkurova nemboma apa/
Ndironge musika panacharter demon rekanzuru rabva rabata/

Shinsoman the dancehall father ndabatwa/
Biggy mucentral police ndavata/
Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor/
Ende futi tine nharo tonenge macgyver isu tinege mcgyver/
Saka shonsoman neni biggy man/


SAKA BIGMAN NENI SHINSOMAN

Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor/
Ende futi tine nharo tonenge macgyver isu tinege mcgyver/

Saka shonsoman neni biggy man/

SAKA BIGMAN NENI SHINSOMAN

Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor/
Ende futi tine nharo tonenge macgyver isu tinege mcgyver/

Saka shonsoman neni biggy man/

SAKA BIGMAN NENI SHINSOMAN




Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *

Powered by Blogger.